Ndiri mudzidzisi ane chido nebasa rake uye ndine hunyanzvi hunoita kuti mudzidzi akurumidze kunzwisisa zvandiri kudzidzisa.Ndave nemakore gumi ndichidzidzisa mazera kasiyana-siyana. Ndiri munhu ane hany'a nebasa rake zvakanyanya uye handidi kuona vadzidzi vangu vachifoira. pakudzidzisa ndinoshandisa nzira dzakasiyana -siyana maererano nechinangwa chemudzidzi. kune vechidiki ndinoshandisawo nzira dzinovaraidza senziyo ne mitambo kune vakurawo ndinoshandisawo Direct method kuti vagone kukurumidza kubata zvavanodzidza. ndinovimbisa kudzidza kwakanaka kune vadzidzi vangu vese.
beginners' course - vowels, consonants, the pronunciation of vowels and consonants, nouns, noun classification, introduction to verbs
Intermediate course - Zviito munguva (verb conjugation), matauriro(developing your intonation skills), tenses, sentence construction using different tenses, adjectives, adverbs, possessive, comparative and superlatives in Shona, negation in verbs, relationships and introduction to idioms and ideophones
Advanced Course -sentence construction, book reading, song and story transcription, podcast tasks, daily conversational phrases, situational word analysis, thematic story telling
Ndava nemakore akawanda ndichidzidzisa Chi Shona. I have been teaching Shona to adults from beginners to advanced levels. I use direct drilling, storytelling and analysis, podcasting and song transcription. I establish a daily routine to help the student understand simpler phrases with little difficulty. I invite my students to a trial class for a strategy session to help me understand their learning needs, so I customise the curriculum according to their goals.